Skip to content
Pfupiso yemaitirwo eUmrah nemitemo yayo

Pfupiso yemaitirwo eUmrah nemitemo yayo

Kurumbidzwa kwese ndekwaAllah (Mwari), Tenzi wezvisikwa zvese, uye makomborero nerugare ngazvive kune Muporofita wedu Muhammad, nemhuri yavo nemaSwahaaba avo vose. Kurumbidzwa kwese ndekwaAllah (Mwari), Tenzi wezvisikwa zvese, uye makomborero nerugare ngazvive kuna Muporofita wedu Muhammad, nemhuri yavo nemaSwahaaba avo vose. Ndichienderera mberi ndinoti: Iri igwaro pfupi pamaitirwo eUmrah, nemitemo yayo, netsika dzayo, ratakavavarira kutsanangura mariri zvinhu zvakawanda zvinodiwa nemuiti weUmrah. Uye tinokumbira Allah (Mwari) kuti vaite kuti rive rakapirwa kwavari vega, uye kuti vabatsire…

Language: lang_sn
Prepared by: Dare rezvedzidzo resangano rekushandira mashoko eIslam mumitauro yakasiyana-siyana.
Version: 3.0

These files are generated automatically from the book's text; their layout may differ from the printed edition.

0%
Font size