Skip to content
Wakambozvibvunza here? Ndiani akakusika? Uye nekuda kwei akakusika? Uye chii chiri mushure merufu?

Wakambozvibvunza here? Ndiani akakusika? Uye nekuda kwei akakusika? Uye chii chiri mushure merufu?

Bhuku iri rinoongorora mubvunzo wekuvapo nekusikwa, richitsinhira zvine njere kuvapo kweMusiki akakwana muhuchenjeri nekukwana kwese, uye rinotsanangura kuti chinangwa chehupenyu kunamata Allah vega, uye kuti Islam ndicho chitendero chechokwadi chakachengetedzwa. Rinokurudzira kutenda muMutumwa waAllah Muhammad nekutevera dzidziso dzavo, uye rinoyambira kubva muku batanidza Allah nezvimwe zvinhu, richitsinhira nezvekutongwa pamwe nekupihwa mubairo kana murango muhupenyu huchauya.

0%
Font size