Skip to content
الإسلام دين رب العالمين

الإسلام دين رب العالمين

Muzita raAllah, vane tsitsi, vane ngoni. Islam chitendero chaTenzi wezvisikwa zvose. Ndiani Tenzi vako? Uyu ndiwo mubvunzo mukurusa pakuvapo; uye ndiwo mubvunzo wakakosha zvikuru uyo zvinosungirwa kune munhu kuti azive mhinduro yawo. Tenzi vedu ndivo vakasika matenga nepasi, uye vanonaisa mvura kubva kudenga, uye kubva mairi akaita kuti michero nemiti ibereke sekudya kwedu, uye kwemhuka dzatinodya. Ndivo vakatisika uye vakasika madzibaba edu, uye vakasika zvinhu zvose, uye ndiye vakasika husiku nemasikati, uye ndivo vakaita kuti husiku huve nguva yekurara nekuzorora, nekuita kuti masikati ive…

Language: lang_sn
Prepared by:
Version: 1.1

These files are generated automatically from the book's text; their layout may differ from the printed edition.

0%
Font size