Skip to content
Zvisingatenderwi kuti muMuslim asazive

Zvisingatenderwi kuti muMuslim asazive

Bhuku rinonzi (Zvisingabvumirwe kuti MuMuslim asazive) ibhuku guru rine chiremerera, iro rakanyorwa neruzivo rwakadzama uye nekujekesa kukuru. Rakaunganidza zvisingabvumirwe kuti MuMuslim asazive kubva munheyo (Aqeedah), mitemo yeIslam, uye netsika dzakanaka dzepamusoro; nemanyorero ehunyanzvi, anovhenekera nzwisiso uye achidzikamisa mwoyo. Rinonatsa kunzwisisa, uye rinotwasanudza zviito. Nokudaro, rakava zvirokwazvo svombonoro (kiyi) yeruponeso, uye nhungamiro kune anotsvaga nzira dzekuteerera neruzivo.

Language: lang_sn
Prepared by: Dare rezvedzidzo mubazi rehutungamiri hwenyaya dzechitendero paMasjid Al-Haram neMasjid An-Nabawi
Version: 3.1

These files are generated automatically from the book's text; their layout may differ from the printed edition.

0%
Font size