Kana Allah vakatara kuti muranda kuti afe mune imwe nzvimbo, vanoita kuti ave nechikonzero chekuenda ikoko.
- التصنيف الشرعي
- الفقهالجنائزالموت وأحكامهالعقيدةالإيمان بالقضاء والقدر
- موضوعات الحديث
- الإيمانالإيمان بالقدر خيره وشره
- محاور التعريف بالإسلام
- اليوم الآخر والمصيرحقيقة الموت
Maṭar bin ʿUkāmis (Allah ngavafare naye) akati: "Mutumwa waAllah (rugare nemakomborero aAllah ngazvive pavari) akati:
"Kana Allah vakatara kuti muranda kuti afe mune imwe nzvimbo, vanoita kuti ave nechikonzero chekuenda ikoko."
«إِذَا قَضَى اللَّهُ لِعَبْدٍ أَنْ يَمُوتَ بِأَرْضٍ جَعَلَ لَهُ إِلَيْهَا حَاجَةً».
Muporofita (Allah ngavavaropafadze nekuvapa rugare) vanozivisa kuti: kana Allah vakatara uye vakarongera muranda kuti afe mune imwe nyika iye asiri mairi; vanomuita kuti ave nechikonzero chekuenda kwairi, obva aenda kwairi, mweya wake wotorewa mairi.
...:
Ḥadīth iyi inotsinhira shoko raAllah (Samasimba vane hukuru) rekuti: {Uye hapana anoziva kuti achafira panzvimbo ipi.}
Sunan at-Tirmidhi (4/ 23) (2146).
Zvimwe (1)
تحفة الأحوذي (6/ 299).