Skip to content
Islam chitendero chechisikirwo, pfungwa , uye nerufaro.

Islam chitendero chechisikirwo, pfungwa , uye nerufaro.

Bhuku iri rinoratidza kuti Islam chitendero chinoenderana nechisikirwo, pfungwa, uye rinopa nzira yekuwana rufaro panyika pano nemuhuupenyu huchatevera. Bhuku iri rinotsanangura kuti kutenda muna Allah nekumunamata Iye oga ndicho chinangwa chekusikwa, uye rinosimbisa kuti mabasa akanaka pamwe nekutenda ndihwo hwaro hwekupatsanura vanhu.

Language: lang_sn
Prepared by: Dare rezvedzidzo mubazi rehutungamiri hwenyaya dzechitendero paMasjid Al-Haram neMasjid An-Nabawi.
Version: 2.0
Download PDF 271 KB

This PDF is generated automatically from the book's text; its layout may differ from the printed edition.

0%
Font size