Skip to content
Tsika dzakanaka

Tsika dzakanaka

Gwaro iri rinotsanangura dzimwe tsika dzakanaka mukudyidzana naAllah pamwe nevanhu, richijekesa kudikanwa kwekugamuchira mashoko aAllah (Mwari) nemitemo yavo nekutenda uye nekugutsikana, pamwe nekutsungirira pane zvavakatara. Zvakare, gwaro iri rinoburitsa nzira dzetsika dzakanaka mukudyidzana nevamwe kuburikidza nekudzivirira kukuvadza vamwe, kupa nerupo, nekuva nechiso chinonyemwerera, pamwe nemienzaniso inobva munhoroondo yehupenyu yakaropafadzwa yeMuporofita (rugare nemakomborero aAllah ngazvive pavari).

Language: lang_sn
Prepared by: Muḥammad ibn Ṣāliḥ al-ʿUthaymīn
Version: 2.0
PDF, Arabic original 808 KB

This PDF is generated automatically from the book's text; its layout may differ from the printed edition.

0%
Font size