Mutumwa waAllah (rugare nemaropafadzo aAllah ngazvive kwavari) vakapihwa vakazarurirwa vane makore makumi mana.
- التصنيف الشرعي
- السيرة النبويةمبعثه صلى الله عليه وسلمالسيرة النبويةالعهد المكي بعد بعثته صلى الله عليه وسلمالسيرة النبويةالعهد المدني بعد هجرته صلى الله عليه وسلمالسيرة النبويةوفاته صلى الله عليه وسلم
- موضوعات الحديث
- الإيمانالإيمان بالرسل عليهم السلام
- محاور التعريف بالإسلام
- التعريف بمحمد صلى الله عليه وسلمالتعريف بالنبي محمد صلى الله عليه وسلم
Ibn ʿAbbās, Allah ngavafare naye nababa vake, akati:
Mutumwa (rugare nemakomborero aAllah ngazvive pavari) vakazarurirwa vane makore makore makumi mana. Saka vakagara kwemakore gumi nematatu kuMakkah, ndokubva vapiwa murairo wekutama. Vakabva vatama kuenda kuMadīnah, ndokugara makore gumi ikoko, ndokubva vashaya (Allah ngavavakomborere nekuvapa rugare).
أُنْزِلَ عَلَى رَسُولِ اللهِ صَلَّى اللهُ عَلَيْهِ وَسَلَّمَ وَهُوَ ابْنُ أَرْبَعِينَ، فَمَكَثَ بِمَكَّةَ ثَلَاثَ عَشْرَةَ سَنَةً، ثُمَّ أُمِرَ بِالْهِجْرَةِ، فَهَاجَرَ إِلَى الْمَدِينَةِ، فَمَكَثَ بِهَا عَشْرَ سِنِينَ، ثُمَّ تُوُفِّيَ صَلَّى اللهُ عَلَيْهِ وَسَلَّمَ.
Ibn ʿAbbās (Allah ngavafadzwe navo vese) anotaura kuti: Zvakazarurwa zvakadzikiswa kune Mutumwa waAllah (Allah ngavavakomborere nekuvapa rugare) uye vakatumwa (seMuporofita) pavakasvitsa makore makumi mana. Vakabva vagara kuMakkah kwemakore gumi nematatu mushure mekuzarurirwa. Vakazorairwa kutama kuenda kuMadīnah uye vakagarako kwemakore gumi. Zvadaro vakabva vashaya (Allah ngavavakomborere nekuvapa rugare) vaine makore makumi matanhatu nematatu.
...:
Kukoshesa kwaiita maṢaḥāba nhoroondo yehupenyu hweMuporofita (rugare nemakomborero aAllah ngazvive kwavari).
Sahih al-Bukhari (5/ 45) (3851).
Sahih Muslim (4/ 1826) (2351).
Zvimwe (1)
عمدة القاري شرح صحيح البخاري (16/ 303).