Chokwadi, Allah vanoda kuti mvumo dzavo dzekurerutsa zvinhu dzishandiswe, sekudawo kwavanoita kuti mirairo yavo yakasimba iteverwe.
- التصنيف الشرعي
- أصول الفقه والقواعد الفقهيةالأحكام التكليفية والوضعيةأصول الفقه والقواعد الفقهيةمقاصد الشريعةالعقيدةالإيمان بالله عز وجلتوحيد الأسماء والصفات
- موضوعات الحديث
- الإيمانالإيمان بالله تعالىسعة فضل الله عز وجل
Ibn ʿAbbās (Allah ngavafadzwe navo vaviri) akati: "Mutumwa waAllah (Rugare nemakomborero aAllah ngazvive kwavari) vakati:
"Chokwadi, Allah vanoda kuti mvumo dzavo dzekurerutsa zvinhu dzishandiswe, sekudawo kwavanoita kuti mirairo yavo yakasimba iteverwe.
«إِنَّ اللَّهَ يُحِبُّ أَنْ تُؤْتَى رُخَصُهُ، كَمَا يُحِبُّ أَنْ تُؤْتَى عَزَائِمُهُ».
Muporofita (rugare nemakomborero aAllah ngazvive pavari) vanozivisa: kuti Allah vanoda kuti mvumo dzavo dzavakatara dzishandiswe, sekurerutsa kwemitemo Uye kurerutsirwa kwemunhu anosungirwa kutevedza mitemo yeShariah (mukallaf) nekuda kwechikonzero chinogamuchirwa, semuenzaniso kupfupisa munamato uye kubatanidza minamato panguva yerwendo. Sekudawo kwavanoita kuti zvavakasungira zviitwe, sezvinhu zvakarovekedzerwa; nokuti murairo waAllah muzvinhu zvakarerutswa (rukhaṣ) nezvakasungirwa ('azā'im) mumwechete.
...:
Tsitsi dzaAllah vekumusoro-soro pavaranda vavo, uye kuti ivo vanorumbidzwa vanoda kuitwa kweizvo zvavakabvumira muzvinhu zvakarerutswa.
Kukwanira kwemitemo iyi, uye kubvisa kwayo kuomeserwa pamuMuslim.
Sahih Ibn Hibbaan (2/ 69) (354).
Zvimwe (2)
فيض القدير (2/292).
نيل الأوطار (3/244).