Minamato mishanu, neJumu'ah kusvika kune imwe Jumu'ah, neRamadhaan kusvika kune imwe Ramadhaan, zvinodzima zvitadzo zviri pakati pazvo, kana zvivi zvikuru zvikadziviswa.
Nhaurwa kubva kuna Abu Hurairah (Allah ngavafare naye) yekuti Mutumwa waAllah (rugare nemakomborero aAllah ngazvive paari) vaigara vachiti:
«Minamato mishanu, neJumu'ah kusvika kune imwe Jumu'ah, uye Ramadhaan kusvika kune imwe Ramadhaan, zvinodzimura zvivi zviri pakati pazvo kana achinge adzivisa zvivi zvikuru».
«الصَّلَوَاتُ الْخَمْسُ، وَالْجُمُعَةُ إِلَى الْجُمُعَةِ، وَرَمَضَانُ إِلَى رَمَضَانَ، مُكَفِّرَاتٌ مَا بَيْنَهُنَّ إِذَا اجْتَنَبَ الْكَبَائِرَ».
Muporofita (rugare nemakomborero aAllah ngazvive paari) anozivisa kuti minamato (Swalah) mishanu yakasungirwa masikati nehusiku, nemunamato (Swalah) weJumu'ah vhiki rega rega, nekutsanya mwedzi weRamadhaan gore rega rega, zvinodzima zvitadzo zvidiki zviri pakati pazvo, chero bedzi kuchidzivirirwa zvitadzo zvikuru, Kana zviri zvitadzo zvikuru zvakaita sehupombwe nekunwa doro, hazvidzimwi kunze chete nekutendeuka.
مكفرات: ماحيات.
Zvitadzo zvimwe zvacho zvitadzo zvidiki uye zvimwe zvacho zvitadzo zvikuru.
Kudzimwa kwezvitadzo zvidiki kune chisungo chekusiya zvitadzo zvikuru.
Zvitadzo zvikuru ndizvo zvivi izvo zvakatemwa murango panyika pano, kana zvakauya neyambiro kune Hupenyu Hwepashure; inova yemurango, kana kutsamwa, kana kuti zvinotyisidzirwa, kana kutukwa kune uya anozviita, sekuita hupombwe nekunwa zvinodhaka.
Sahih Muslim (1/ 209) (233).
Zvimwe (8)
شرح رياض الصالحين.
لابن عثيمين (2/ 183).
نزهة المتقين بشرح رياض الصالحين.
لمصطفى سعيد الخن (1/ 158).
تطريز رياض الصالحين.
لفيصل آل مبارك (ص108).
بهجة الناظرين شرح رياض الصالحين.
لسليم بن عيد الهلالي (1/ 209).
Cited in books
10 BooksZvimwe (9)
- أسئلة وأجوبة عن شهر رمضان للصغار، ولا يستغني عنها الكبار«الصَّلَوَاتُ الْخَمْسُ، وَالْجُمْعَةُ إِلَى الْجُمْعَةِ، وَرَمَضَانُ إِلَى رَمَضَانَ، مُكَفِّرَاتٌ مَا بَيْنَهُنَّ إِذَا اجْتَنَبَ الْكَبَائِرَ»
- قاموس الكبائر موسوعة الكبائر - المجموعة الأولى«الصَّلَواتُ الخَمْسُ، وَالجُمُعَةُ إِلى الجُمُعَةِ، وَرَمَضَانُ إِلى رَمَضَانَ، مُكَفِّرَاتٌ مَا بَيْنَهُنَّ إِذَا اجْتُنِبَ الكَبَائِرُ» [3].
- قاموس الكبائر«الصَّلَواتُ الخَمْسُ، وَالجُمُعَةُ إِلى الجُمُعَةِ، وَرَمَضَانُ إِلى رَمَضَانَ، مُكَفِّرَاتٌ مَا بَيْنَهُنَّ إِذَا اجْتُنِبَ الكَبَائِرُ» [3].
- مجموعة زاد التربية الإسلامية (1)، والسيرة النبوبة (1)، والعقيدة (1)، والفقه (1)مجموعة زاد الفقه (1)«الصَّلَوَاتُ الْخَمْسُ، وَالْجُمْعَةُ إِلَى الْجُمْعَةِ، وَرَمَضَانُ إِلَى رَمَضَانَ، مُكَفِّرَاتٌ مَا بَيْنَهُنَّ إِذَا اجْتَنَبَ الْكَبَائِرَ»
- مجموعة زاد الحديث(2)1«الصَّلَوَاتُ الْخَمْسُ، وَالْجُمْعَةُ إِلَى الْجُمْعَةِ، وَرَمَضَانُ إِلَى رَمَضَانَ مُكَفِّرَاتٌ مَا بَيْنَهُنَّ إِذَا اجْتَنَبَ الْكَبَائِرَ».
- مجموعة زاد الحديث(2)1الْجُمْعَةُ إِلَى الْجُمْعَةِ، وَرَمَضَانُ إِلَى رَمَضَانَ)
- مجموعة زاد الحديث(2)1(الصَّلَوَاتُ الْخَمْسُ، وَالْجُمْعَةُ إِلَى الْجُمْعَةِ...)
- مشروع منهاج زادكزادك 1 طالب«الصَّلَوَاتُ الْخَمْسُ، وَالْجُمُعَةُ إِلَى الْجُمُعَةِ، وَرَمَضَانُ إِلَى رَمَضَانَ مُكَفِّرَاتٌ مَا بَيْنَهُنَّ إِذَا اجْتَنَبَ الْكَبَائِرَ»
- مشروع منهاج زادكزادك عرض 1«الصَّلَوَاتٌ الْخَمْس، وَالْجمْعَة إِلَى الْجمْعَةِ، وَرَمَضَانٌ إِلَى رَمضَانَ، مُكَفِرَات مَا بَيْنَهنَ إِذَا اجْتَنب الْكَبَائِر».