Siwaak inochenesa muromo, inofadza Tenzi.
Kubva kuna Aisha, Allah (Mwari) ngavafadzwe naye, akati: Mutumwa waAllah (rugare nemakomborero aAllah ngazvive paari) akati:
"«Siwak inochenesa muromo, uye inofadza Tenzi»."
«السِّوَاكُ مَطْهَرَةٌ لِلْفَمِ، مَرْضَاةٌ لِلرَّبِّ».
Muporofita, rugare nemakomborero aAllah (Mwari) ngazvive pavari, vanotiudza kuti kuchenesa mazino nekamuti kemuti weArak nezvimwe zvakadaro kunochenesa muromo kubva kutsvina nehwema hwakaipa, Uye kuti ndechimwe chezvikonzero zvekugutsikana kwaAllah (Mwari) nemuranda; nekuti mazviri mune kuteerera Allah (Mwari) nekudaira kune zvavakaraira, uye nekuda kwekuchena kurimo kunodiwa naAllah (Mwari) Varikumusoro-soro.
...:
Kukosha kwekushandisa miswaak, uye kurudziro yaMuporofita (rugare nemakomborero aAllah ngazvive kwaari) kuUmmah yake kuti vawanzoshandisa miswaak.
Zvakanakisisa pakushandisa miswaak, kushandisa chimuti chemuti weAraak, uye kushandisa bhurasho remazino nemushonga wemeno kunotora nzvimbo yacho.
Sunan yaAn-Nasaa’i (1/ 10) (5).
Musnad Ahmad (40/ 240) (24203).
Zvimwe (6)
بهجة الناظرين شرح رياض الصالحين.
لسليم الهلالي (2/ 342).
نزهة المتقين شرح رياض الصالحين.
لمصطفى الخِن وغيره (2/ 852).
تطريز رياض الصالحين.
لفيصل آل مبارك (ص675).
Cited in books
3 BooksZvimwe (3)
- الخطب المنبرية موسوعة الخطب المنبرية (القسم الثاني)«السِّوَاكُ مَطْهَرَةٌ لِلْفَمِ، مَرْضَاةٌ لِلرَّبِّ»
- المنتقى من المتجر الرابح في ثواب العمل الصالح - المعتمدالمنتقى من المتجر الرابح في ثواب العمل الصالح“السواك مطهرة للفم، مرضاة للرب”.
- رياض الصالحينرياض الصالحين مع فوائد وهدايات - 6«السِّواكُ مَطهَرَةٌ للفَم، مَرْضَاةٌ للرَّبِّ».