Ani naani anoita Hajj nekuda kwaAllah (Mwari), akasaita zvinonyadzisa kana kuita zvivi, anodzoka akachena ari sezvaaiva pazuva raakazvarwa naamai vake.
Kubva kuna Abu Hurairah (Allah ngavafare naye) akati: Ndakanzwa Muporofita (rugare nemakomborero aAllah ngazvive paari) achiti:
(Ani naani anoita Hajj nekuda kwaAllah (Mwari), akasaita zvinonyadzisira kana kuita zvitadzo, anodzokera akachena sezvaaiva pazuva raakazvarwa namai vake).
«مَنْ حَجَّ لِلهِ فَلَمْ يَرْفُثْ وَلَمْ يَفْسُقْ رَجَعَ كَيَوْمِ وَلَدَتْهُ أُمُّهُ».
Muporofita (rugare nemakomborero zvaAllah ngazvive paari) anojekesa kuti uyo anoita Hajj nekuda kwaAllah (Mwari) Varikumusoro-soro uye asina kuita Rafath, uye Rafath kusangana pabonde, nezvinotungamira kwairi zvakaita sekutsvoda uye kubatana-batana kwemukadzi nemurume, uye izwi iri rinoshandiswa zvakare pakutaura mashoko anonyadzisira, uye asina kudarika mitemo, kuburikidza nekuita zvitadzo nezvakaipa, Uye zvimwe zvezvitadzo (Fusuq) zvinosanganisira kuita zvinorambidzwa ari muIhram, anodzoka kubva kuHajj yake akaregererwa, sekuzvarwa kunoitwa mwana mudiki akachena kubva kuzvitadzo.
كيوم ولدته أمه: أي رجع من حجه بغير ذنوب.
Kuita zvivi (Fusuq), kunyangwe zvichirambidzwa muzviitiko zvese, kurambidzwa kwazvo kunosimbiswa kana munhu ari kuHajj senzira yekukudza mabasa eHajj.
Munhu anozvarwa asina zvitadzo, akachena kubva kuzvitadzo; saka haatakuri chitadzo chemumwe munhu.
Sahih al-Bukhari (2/ 133) (1521).
Sahih Muslim (2/ 983) (1350).
Zvimwe (10)
رياض الصالحين من كلام سيد المرسلين (ص358) (1274).
بهجة الناظرين شرح رياض الصالحين.
لسليم الهلالي (2/ 401).
كنوز رياض الصالحين.
لمجموعة من الباحثين (15/ 378).
شرح رياض الصالحين.
للشيخ محمد بن صالح العثيمين (5/ 321).
شرح النووي على مسلم (9/ 119).
إكمال المعلم بفوائد مسلم.
للقاضي عياض (4/ 462).
Cited in books
8 BooksZvimwe (8)
- التحقيق والإيضاح لكثير من مسائل الحج والعمرة والزيارة على ضوء الكتاب والسنةالتحقيق والإيضاح لكثير من مسائل الحج والعمرة والزيارة - النسخة المعتمدة«مَنْ حَجَّ فَلَمْ يَرْفُثْ وَلَمْ يَفْسُقْ رَجَعَ كَيَوْمِ وَلَدَتْهُ أُمُّهُ» [97].
- فضل عشر ذي الحجة«مَن حَجَّ هَذَا الْبَيْتِ فَلَمْ يَرْفُثْ وَلَمْ يَفْسُقْ رَجَعَ كَيَوْمِ وَلَدَتْهُ أُمُّهُ».
- ما لا يسع أطفال المسلمين جهله«مَنْ حَجَّ لِلَّهِ فَلَمْ يَرْفُثْ وَلَمْ يَفْسُقْ؛ رَجَعَ كَيَوْمِ وَلَدَتْهُ أُمُّهُ»[67].
- مشروع منهاج زادكزادك 2 طالب نهائي«مَنْ حَجَّ للهِ فَلَمْ يَرْفُثْ، وَلَمْ يَفْسُقْ رَجَعَ كَيَوْمِ وَلَدَتْهُ أُمُّهُ»
- مشروع منهاج زادكزادك 2 طالب نهائي«رَجَعَ كَيَوْمَ وَلَدَتْهُ أُمُّهُ»
- منهج إعداد الدعاةالمفردة الرابعة -أركان الإسلام"من حج ولم يرفث ولم يفسق رجع كيوم ولدته أمه"
- نبراس طالب (1)1«مَنْ حَجَّ للهِ فَلَمْ يَرْفُثْ وَلَمْ يَفْسُقْ رَجَعَ كَيَوْمِ وَلَدَتْهُ أُمُّهُ»
- نبراس طالب (3)نبراس طالب 3«مَنْ حَجَّ للهِ فَلَمْ يَرْفُثْ وَلَمْ يَفْسُقْ رَجَعَ كَيَوْمَ وَلَدَتْهُ أُمُّهُ»